Hezvo Obadiah Moyo Baba Va Shashl Vosonera TuWeave Kuvhara Mhanza Yavo Former Health Minister Obadiah Moyo is trending on social media with his new hot hairstyle. Moyo who has been away from the limelight since 2021 has let go of his bald head and got new hairstyle. Taking to X, Walter Mzembi said: “Aging & Looking Old is a choice ! Fmr Minister of Health aka ” DJ Biscuit ” looking young & fresh.”
Kwavhurwa Hombe Mai TT Vachikoirwa NaObina Stayera Yembwa Vakatsinzinyira Maziso.
Rutendo Samaz Ofumura Mai TT Hanzi Dzokera KuDema Karara Kachichema MuJeri Gilbert Akatiza Mai TT Achitya Kusungwa Nenyaya Ye Feli Glow Isingadiwe KuUK
Verengai zvimwe zvituko pasi. Rufaro Tannia Moyo Face yemurume wacho iri kunge nyemba yapedza4days iri mumvura kkkkk Anyway Nyamadzawo Face yemurume wacho ungati munhu abatwa mhosva naheadman Chigodora Memory Madongorere Ahana 50 mudhara Uyo ita Kuma 70 Colleta Shereni Tinashe chete ndiye wawakapa mari kuti akuroore vamwe maingochaya mapoto .. Sekuru avo varikuda care giver not mukadzi ..chii chakadaro chinenge ngozi Joyce Matanhire Hakuna swit yakadai...dzangova mbobo dzega dzega...munooneka matozora maku makeup otherwise pafeya chaipo motyisa🤣 Nyarai Time Kungofamba achizadza vanhu hutachuona Ruth Bwanauzi murume wacho smile kunge saskamu &n
Mashura Chaiwo Zviri Ku Twitter Celebrity Yechikadzi Anoita MaSkit Kupfekera Gonzo MuCondom Oripinza Musikarudzo Yake Kuromba Kwacho Kwazonyanya Zvionereyi, Kuti tisablokwe Woani Video riri pasi moenda kulink iri pekutanga ku Comment Section. Vanhu Munada Zvinhu imi , nyaya dzinemusoro hamuna nduva nadzo chenyu kuda ma Nyudzu chete Pazvitadza zvema zimba.
Baba Rokadhiya Vopengeswa NeRudo NaKingress Kuita Video Vachikoira Kusvotesa Mai Rokadhiya Ndovanhu varikungoendesa mbiri yekuti Capetown musha wema hure Chiguru chavakafuka hameno zvachonondita ini ndozvakatitadzisa kufarira ana kiki zvekunanikidzira izvi Saka mai ivava vakutoti vawana murume so anoita zvakadai Jira dema ungati nderengozi kkkkkk hope dzacho waphiwa nemidzimu Pano tukwa vanhu veCappa ndivava vanotitukisa apinda nedzungu kingress kana ndiko kunonzi kusvitesa kwacho. Ndozvimapenzi izvi, apa hazvinakidze futi..kukundzwa na Kiki Vanhu ava avadanane iKondendi iyi varikuziva ndozvamukuda Ngatinyeperei kunge takarara tichizvotora vid Mmmmmmm zvozoda here akomanaka ndochachega here chemugumbe
Video Mai TT Vachipindura Ketina Haugone Kuimba Une Vana Vanemadzinza Akasiyana Patricia Jack Hure Haugone ku Actor You With To Be Me Vane mari varikungoita vakanyarara and zvichingobuda. Kutokundwa netwana twakatanga nezuro uno kuita dzimba nguri takanzwa zvemastand nedzimba zvichingoperera pamuromo. Varikuenda mberi nelife have no time yekubeilivisa vanhu. Uyu edzi yake itori nemupfungwa mese. Munhu akazadxa imba nezvikwereti who envy's that Nah Kay some people envy good things about her..the way yaanoshanda yacho..not everyone' hold on someone's mistake ... Nah Kay u are very un educated kudzinza kwenyu hakuna ane aids here ,kusafunda sooo
….Someone will collapse right here on the pulpit and die while singing, and we will go and bury them immediately without delay. By the way people who die because of curses should not be buried the proper way; we shouldn’t conduct a funeral, when someone is cursed by God, and he dies, and if you have behaved like this and you are in the praise department, you must be warned you must repent and you must mend your ways before God… At a time he has been accused of sacrificing people by his mother in law, the preacher Talent Chiwenga announces imminent death of a male congregant who he instructs his church to bury the (name redacted) member the way the arrested Nyabira, Madzibaba Ishmael is under trial for. Chiwenga speaks in full saying: “The house of worship
Socialite Felistus Murata spent 44th Independence Day holiday with businesswoman Zodwa Mkandla, yesterday. She took to social media to post a picture with Zodwa captioned; “How did you spend your Independence” Mai Tt’s recent post has ended widespread speculation that Zodwa had cut her friendship with Felistus because of too much controversy. Kuswera nemwan amai vaenda kubuhera kuIndependenzi Mai Tt Ndaswera pamba hangu ndichipemberera nekurangarira 44 years dzatasvitsa mukuzvitonga kuzere Ndava kutotya kuti I'm not safe ndablookwa nemi vanhu vakuru🦇 Well ndizviudzawo kuti ndri top fan Pandima wena🇿🇼 im coming to grab my own tshirt kanandauya zim. Haha Mari Tt kuchember
Jackie Ngarande Onzi Akaita Sorry Yechokwadi Ndinomusimudza Akatanga Kupa KuCharity Pane Kupihwa Zvinhu ZveCharity naPokello Jackie Ngarande Onzi Akaita Sorry Yechokwadi Ndinomusimudza Akatanga Kupa KuCharity Pane Kupihwa Zvinhu ZveCharity naPokello Jackie Ngarande Onzi Akaita Sorry Yechokwadi Ndinomusimudza Akatanga Kupa KuCharity Pane Kupihwa Zvinhu ZveCharity naPokello