Thursday, September 19

Baba Rokadhiya Vopengeswa NeRudo NaKingress Kuita Video Vachikoira Kusvotesa Mai Rokadhiya

Baba Rokadhiya Vopengeswa NeRudo NaKingress Kuita Video Vachikoira Kusvotesa Mai Rokadhiya

 

 

 

 

 

 

 

 

Ndovanhu varikungoendesa mbiri yekuti Capetown musha wema hure Chiguru chavakafuka hameno zvachonondita ini ndozvakatitadzisa kufarira ana kiki zvekunanikidzira izvi Saka mai ivava vakutoti vawana murume so anoita zvakadai Jira dema ungati nderengozi kkkkkk hope dzacho waphiwa nemidzimu Pano tukwa vanhu veCappa ndivava vanotitukisa apinda nedzungu kingress kana ndiko kunonzi kusvitesa kwacho.

Ndozvimapenzi izvi, apa hazvinakidze futi..kukundzwa na Kiki Vanhu ava avadanane iKondendi iyi varikuziva ndozvamukuda Ngatinyeperei kunge takarara tichizvotora vid Mmmmmmm zvozoda here akomanaka ndochachega here chemugumbeze baba avaka Murume nemukadzi mukuru(mai roka) kutadza kudzikama hindaaaa????

 

  • Share: