Thursday, September 19

Hazvina Kumira Mushe Baba Ruva Voshaikwa Mhepo Dzavainadzo Dzihombe Zvinzwirewo

Missing person Ba Ruva

Kana maona just contact Shema tv

Last seen in mhondoro Nyamweda

 

 

 

 

 

 

Ba Ruva vane mazimhepo chaiwo akavawana ngaavadzosere kwachivi avasiye nenhamo yavo yavakajairaI hope vari safe ,mhepo dzacho dzinoitisa chadzimira munhu anga asimudzira mhuri kudai

 

 

 

 

 

 

 

🙏🙏🙏🙏Uuuuum baruva hope vari safe kwavari ,imwe pfungwa ikuti shasha yakarohwa neboys yavakabira sinhi hope avana kufa vakavarasa coz zim inorohwa mbavha mhani , imwe pfungwa yoti vari muzhira vanosvika kuna mai ruva shave risingade chakanaka 

Asi pazvose hope he is okay n safe kwaari

  • Share: