Verengai zvimwe zvituko pasi.
Rufaro Tannia Moyo
Face yemurume wacho iri kunge nyemba yapedza4days iri mumvura kkkkk
Anyway Nyamadzawo
Face yemurume wacho ungati munhu abatwa mhosva naheadman Chigodora
Memory Madongorere
Ahana 50 mudhara Uyo ita Kuma 70
Colleta Shereni
Tinashe chete ndiye wawakapa mari kuti akuroore vamwe maingochaya mapoto ..
Sekuru avo varikuda care giver not mukadzi ..chii chakadaro chinenge ngozi
Joyce Matanhire
Hakuna swit yakadai...dzangova mbobo dzega dzega...munooneka matozora maku makeup otherwise pafeya chaipo motyisa๐คฃ
Nyarai Time
Kungofamba achizadza vanhu hutachuona
Ruth Bwanauzi
murume wacho smile kunge saskamu
Sandra Alfredo Moises
Atotanga uyu uumm ko kudzikama nhai veduwe yoo kana ivo vana vanodzidzei pakadai
Di Hennar
after ipapa ucharoorwa futi and after that its an ongoing thing
Angela Jessie Mawonedzo
Vakanganisa havo kunyora Dai vati ndaka zvi rora asinga peri ne Mari dze vanhu dzimwe dzacho handisati nda dzosera kkkkk
Onias Martin Tapesana
Ummm saka Uri hure iwe kkkkk hutano boo here ipapo
Mercy Chamboko
Kpisa pachihure here feli, iwe auzive kuti benzi roterwa nevanhu kana richipenga rakashama. Vanhu varikutera kuti Sama richadii benzi iri
Joyce Matanhire
chimudhara chapera icho..newe wacho angova mashangurapata....masvanhi kongonya
Mitchelle Nyambayo
๐คฃ๐๐๐ yowe murume wacho ungati arikuuya kuno iye achienda uko
Pamela Madzivire
Hanzi murume wangu ๐๐๐๐ the problem is with the people who follow her