Thursday, September 19

Kwazoshata Patricia Jack Hanzi Mai TT Kundivenga Nekuti Ndakadanana naGilbert Urikudya Marutsi Angu Handizini Ndakati Fifi Apenengure Gambi Achiisa PaInternet Ndinokumamisa Ukadakundi Jairira

Kana ndirini ndakamukurura hembe ndichaenda kupolice Station,kana ndiri ini ndakamupfekedza mask ndichaenda ,kana ndiri ini ndakamufekedza chuma ndichaenda kupolice ,kana ndiri ini wawakasendera ndichaenda , Kana ndirini ndaimupenengura gambi ndichaenda,

 

 

 

 

 

 

 

Iwe ndiwe wakutoita mwana content you wanted this hanty?you wanted attention ,pathetic bi***,So mukomana makamushaira mhosva wakwandiri ini chero kukurova ndokurova feli you know me ,ndokukwatura stereki usada kundijairira come and Faceme face to face,ko Mapurisa acho ari pafacebook here ?ndiwe wamupurisa,mapurisa akutonyara newe,Tumari twese twefeli glow kakuperera kucourt ,kutovhiringa mwana ,Shameless woman!!!unobhowa iwe !!

  • Share: