Thursday, September 19

Mashura Amai Va Amir Mhaka Votaura Mwana Wangu Mwana Mudiki Hapana Chaakatadza Mai TT Vakudakutiitira Hutyinye Mwana Wavo Ndiye Anodanana Nemadhara

Mashura Amai Va Amir Mhaka Votaura Mwana Wangu Mwana Mudiki Hapana Chaakatadza Mai TT Vakudakutiitira Hutyinye Mwana Wavo Ndiye Anodanana Nemadhara.

 

 

 

 

 

 

vidence wen people are fighting morwadzisana ingawani iwe wakatuka mai mazowe uchishandisa hurema hwe mwana wavo…so it has to start wth u kusa involva wana. U can not control the whole social media how they will react ku nyaya especially if u hve a lot of enemies..so Patricia pahu wrong hwake akaitawo zvaanofunga u can’t control her. Plus chikokiyana akutamba na tete. I think she was paid to change her mind. Zvekushanda a payroll ndokubasa kwake.


Ku website Kuya anyone can post pictures. Inga iwe wakati fifi akarepwa nebenzi raigara navo….hapana mutsvene mese Makafanana
I can tell you kuti someone in the US posted them ku site kuye Ini kunata wangu Mwana ndinofa ndakarembera pauri vengai ini musiye vana vangu Jeki haazivi pain yezvaakaita Nyaya iripo mukomana anogona akaramba nekuti anenge aunzwa nelawyer kuti unoti zvakati

  • Share: