Thursday, September 19

Rutendo Samaz Ofumura Mai TT Kuti Ndova Likisa MaPic A FiFi Hanzi IMarketing Strategy Chete

Dai ariwangu Kepitown kungadee kune mabiko mwedzi wese Let’s not be biasedKamuchacha achafira pasoshari media bcz paanoti atange kudai obva avhurirwa hombe veduwee unozwa seiko kuti vavengi vako varikuona shura rakadaro unoita sei imagine uchiziva kuti nhingi akatondimaka arikufara sei neshura rakadaiTrue.

 

 

 

Because some people celebrated from a mere allegation yekuti your daughter is a stri$per. Including mai veiyeyu. Vakaita live chaiyo. Hatidzore tsvimbo. Mwana mwana. Hapana asina kuzvarwa. Zvaitirwa wanhingi, ngoma ndiyo ndiyo wanhingi.

  • Share: