Thursday, September 19

Tom Jones Oti I Blame Wadu Ndiye Aibonyoresa Vana Vese Achitambisa Beans Dzavo Mai Vari Kujeri Vana Idzvinyangwe Rinonhuwa Mukosho Ndiyeee

Tom Jones Oti I Blame Wadu Ndiye Aibonyoresa Vana Vese Achitambisa Beans Dzavo Mai Vari Kujeri Vana Idzvinyangwe Rinonhuwa Mukosho Ndiyeee.

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Mwana anogeza shame, machembere gara pasi. It's true us we have girl children. Madzimai aripano varikutaura zvisizvo mangwana zvichaitikwa kwako musataure muchipedzeredza. Taura zvako vana vedu varikuita zvorova kusangozikanwa kwatoitwa. Mai Tt vanonyanya kuseka vamwe manje seka urema wafa. How can I send voice note veduwe pane sound yandirikuda kuita.

 

 

 

 

 

Imotuka Patricia jack ane godo na mai tt pa page rake its all about mai tt. Ummm life has no balance sure kuda kuona chinhu chemwana. tom ndokufarira kutaura Chokwadi kufarira manudes kunge zvinemari mukati nonsense. Zimbuya rekushabhani rinoda rumamiso richingoti mazizamu sengoma yejekemision. Keti ndiye akati mwana apfeke masiki her.

 

 

 

 

 


Munonwa ripi tikande ewallet,munyatsobuda musaga level rinokwana. What she did she did it out of trust then she was betrayed but it's a lesson learnt life has to goon girl. Nyaya yamai Nandi naFeli is a different issue from this Stop comparing nyaya yemanudes nezvisirizvo. WE ALSO WANT JUSTICE FOR NANDI AKATIKWA.TINODAWO KUCHENGETEDZA NANDI ENDE HAANA CHAAKATADZA. THANK YOU.

 

 

 

 

 

 


Hazvina basa nezvakaitwa nafifi mutsvene ndiani muchatoona chitozochata one day. Machembere ari kuita jelousy nemwana vawana pekubatira mai vake coz mwana was clean zvake shemmmmm.... chembere dziri kurwadziwa nekuti mwana ganda nderemvura.....But iye mura akasekawo wani shashl saka r50 50 pwaaaa🤣😂😂🤣🤣🤣😂😂🤣ngaadzidze nyarara panyaya dzevanhu.Izvi zvabuda nekuti mwana wemunhu anozikanwa other wise vana varikubura hombe
 

  • Share: