Thursday, September 19

Video Mai TT Vachipindura Ketina Haugone Kuimba Une Vana Vanemadzinza Akasiyana Patricia Jack Hure Haugone ku Actor You Wish To Be Me

Video Mai TT Vachipindura Ketina Haugone Kuimba Une Vana Vanemadzinza Akasiyana Patricia Jack Hure Haugone ku Actor  You With To Be Me 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Vane mari varikungoita vakanyarara and zvichingobuda. Kutokundwa netwana twakatanga nezuro uno kuita dzimba nguri takanzwa zvemastand nedzimba zvichingoperera pamuromo. Varikuenda mberi nelife have no time yekubeilivisa vanhu. Uyu edzi yake itori nemupfungwa mese. Munhu akazadxa imba nezvikwereti who envy's that

 

 

Nah Kay some people envy good things about her..the way yaanoshanda yacho..not everyone' hold on someone's mistake ... Nah Kay u are very  un educated kudzinza kwenyu hakuna ane aids here ,kusafunda sooo Idzi dzongotaura zvekuvengwa uhmmm 🤣😂😂🤣😂 bitterness unotoinzwa mumashoko godo chairo

 

 

Aka kamunhu aka kuti uzive kuti kane sare here kana kuti kanonatira utsi wesadza.aah physchopath chaiyo. Vatanga, hanzi hatichada violence, ko ichi ichiii manje, ndiyo peace here Dont even go there panyaya dzevana urisewe

Vako havana vanaBaba vakasiyana here iiih🤣🤣🤣mother muribenzi imi yuwi yuwi yuwi

You should be the last to judge

 

 

 

Haa zvinhu zvacho😹😹hanzi mahure,, jiki jiki mukore uno uchatukwa munh kuti hure here tsvagai zvimwe. Aikaka 

Chikokiyana ndiye akurehwa,aka kamurwere kepfungwa chaiko Is it because Mhofu vawuya😂😂. Imba yamadam boss yamshungurudza😂. She only inspires cat family yake yanotuka nekudzikisira as she pleases.

  • Share: