Thursday, September 19

Zvakaoma Snakeunder Grass Aka invitwa ku Birthday Ra Scott Kupa Akanodhakwa Ndoku Mamira Manyoka Mu Swimming Pool Ya Scott Akazodzingw Nemamonya

Zvakaona Snakeunder Grass Aka invitwa ku Birthday Ra Scott Kupa Akanodhakwa Ndoku Mamira Manyoka Mu Swimming Pool Ya Scott Akazodzingw Nemamonya.

 

 

 

 

 

 

 

Undergrass is a very intelligent guy💯💯💯💯💯 person taking video was definitely in special class Ku primary and highschool...Undergrass should not allow him to film anymore.. nonsense.. asi wakamboshanda kusuwa pipe why is it unozvifarira zvemadhodhi .Ndorimwe page rekungoburitsa zvakadhakwa zvevamwe..interviewer idako.

 

 

 

 

 

 

Clint uri bitter pakuti ndiwe wakatora viral video yemukomana asi wakazosara pa2 minutes dzakaitika zvinhu idzodzo Dai wapora. Musi uno waimuwanzira nezvekusiiwa kwake ne mukadzi but waitoona kuti munhu atori ne stress nenyaya iyoyo ende kana wasimbirira nyaya hauisiye zvekumhanya. Manje snake under grass haana kuousa arikukupindura zvinoenderana nema silly questions ako. Iwewe ukuda kuramba wakangosimbirira zvisina basa yakambobuda yako yekupfimba mkadzi wemunhu tinyararire apo kana anga akadhakwa zviriko wani

 

 

 

 

 

 

Ndirini wauri kubvunza hazvipere mushe unozosara woti Pool muromo wazvimba unobvunza zvisina basa. Iwewe interviewer unotorwadziwawo na snake under grass chii newe nhai usazodaro wangu twumibvunzo twako hatwuko uto

  • Share: