Thursday, September 19

Zvinoshamisa Zvinotyisa Patricia Jackie Obutitsa Video Fifi Achidya Futi Chiweti Cheumwe Musikana Imikaa Onzi Fifi Ano Actor Maphonooo Mubedroom Mamai Vake Vanowana 6000 USD Every Months Zvinzwirewo

Zvinoshamisa Zvinotyisa Patricia Jackie Obutitsa Video Fifi Achidya Futi Chiweti Cheumwe Musikana Imikaa Onzi Fifi Ano Actor Maponooo Mubedroom Mamai Vake Vanowana 6000 USD Every Months Zvinzwirewo.

 

 

 

 

 

Fifi namai vake ndikutoona zvavari vasina kupfeka ipapa😂🤦‍♀️ eish zvakaoma hazvo mai vamai tt ndofunga vakushaya pekupinda kokuzoti baba vacho vakutoziva zvakaita muzukuru wavo. I she she did her best to her kids ,it's very unfortunate kuti vana vedu Havana mugoni chete. Fifi namai vake ndikutoona zvavari vasina kupfeka ipapa😂🤦‍♀️ eish zvakaoma hazvo mai vamai tt ndofunga vakushaya pekupinda kokuzoti baba vacho vakutoziva zvakaita muzukuru wavo.

 

 


Ndopaunonyatsoona kuti Facebook drama rave shoma dai kuri Kare chaiko parikupisa nenyaya iyi Chero patove neghost . Chekunyarara n not respond at all at all whter good or bad ,yu will keep pple tlkng,ignore like pasina chikumboitika aah mai tt soo. Vanhu munoshamisa manga makatarisira kuti ataure zvakaipa pamusoro pemwana wake nekuda kwekuti mwana arasika haa makaoma ....I'm just praying hngu kuti asasvipa kana kumedza mvura yaakapfunda mumukanwa stay strong zvako Feri ..chandinoziva hakuna mai vangapa mwana vawo dombo iye akumbira chingwa tinotozamawo mufunge kuti vana wedu vazowa zvitubu zvemufaro asi satan anouya neimwe nzira kuda kungoisa nyadziso basi.

 

 


Best mom ratove drama dai wangoti l love you...we know vana vake anovada but zvikomba zvopinzwa mumba zvawandisa iii. I she she did her best to her kids ,it's very unfortunate kuti vana vedu Havana mugoni chete. Sure you've tried your best👏👏👏tese tese hubenzi hwatakuita sandiwo hwatakadzidziswa nevabereki vedu but nekufunga kuti takura tine some of the decisions atakaita not because ndozvatakadzidziswa. In life it's not "everything " that u need to respond to. Humbling yourself by not responding does not make 1 weak. This is just making things worse.

 

 


At least vako vana unohura wakagara navo yes u exposed them to different guys u dated no one is perfect but they is women out there vamwe pano if we go to their kids they will not have nice things to say about ur parenting skills ...i hope this will not affect Felicia mentally. The majority of us had the best parents but we are failures we have disappointed them but they have never ceased to love us and they have never stopped to tell us how good they have been to us. Saka moda atuke pano pasocial media so that you have a field day😂. Ini nemwana wangu tinotsondana asi we keep a united front pamaenemies


 

  • Share: